ƲaRoma 1:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Pamusoro pezvo, sezvavasina kufunga kuti zvakakodzera kuva noruzivo rwaMwari, akavaisa kumurangariro wokurasika, kuti vaite zvisakafanira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Seɀaʋakaŋga ʋasiŋgaɗi kugara ʋaciziʋa Mŋari, Mŋari akaʋaisa kumuraŋgariro wakarashika, kuti ʋaite ɀisakafanira; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Sezvavakanga vasingadi kugara vachiziva Mwari, Mwari akavaisa kumurangariro wakarasika, kuti vaite zvisakafanira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Saizvozvo nokuti havana kuona chiri chinhu chinokodzera kuti vazive Mwari; Mwari akavaregawo vachiva nepfungwa yakaora nokusazvibata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Saizvozvo nokuti havana kuona chiri chinhu chinokodzera kuti vazive Mwari; Mwari akavaregawo vachiva nepfungwa yakaora nokusazvibata. Viz kapitola |