Online Bible

- Reklamy -




ƲaKorose 3:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Nokuti makafa, uye upenyu hwenyu hwakavigwa zvino naKristu muna Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Nokuti makafa, ʋupenyu bgenyu bgakaʋigwa pamŋe cete naKristu munaMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Nokuti makafa, upenyu hwenyu hwakavigwa pamwechete naKristu muna Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Ndinodaro nokuti makafa uye kuti upenyu hwenyu hwakavigwa pamwechete naKristu muna Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Ndinodaro nokuti makafa uye kuti upenyu hwenyu hwakavigwa pamwechete naKristu muna Mwari.

Viz kapitola kopírovat




ƲaKorose 3:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy