ƲaKorose 2:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 mune midzi uye makavakwa maari, makasimbiswa mukutenda sezvamakadzidziswa, uye muzere nokuvonga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 munemidzi yenyu nokuʋakwa kwenyu maari, makasimbiswa pakutenda, seɀamakadzidziswa, mucinyanya kuʋoŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 mune midzi yenyu nokuvakwa kwenyu maari, makasimbiswa pakutenda, sezvamakadzidziswa, muchinyanya kuvonga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 mudzike midzi maari makavakwa paari makanyatsosimba kumira muchitendero sokudzidziswa kwamakaitwa muchiwanzotenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 mudzike midzi maari makavakwa paari makanyatsosimba kumira muchitendero sokudzidziswa kwamakaitwa muchiwanzotenda. Viz kapitola |