Online Bible

- Reklamy -




ƲaKorose 2:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Nokuti kunyange ndisipo pamuri panyama, mumweya ndinemi uye ndinofara ndichiona kuti mugere zvakanaka sei uye kuti makasimba sei mukutenda kwenyu muna Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Nokuti kunyaŋge ndisi’po panyama, ndiri’po nemi pamŋeya, ndinofara ndiciʋona kunzwana kwenyu, nokusimba kwokutenda kwenyu munaKristu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Nokuti kunyange ndisipo panyama, ndiripo nemi pamweya, ndinofara ndichiona kunzwana kwenyu, nokusimba kwokutenda kwenyu muna Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 nokuti kunyange zvangu ini mbune ndisiko ikoko asi ndinemi mumwoyo, ndichifarira kuona kuzvibata kwenyu nokusimbarara kwechitendero chenyu muna Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 nokuti kunyange zvangu ini mbune ndisiko ikoko asi ndinemi mumwoyo, ndichifarira kuona kuzvibata kwenyu nokusimbarara kwechitendero chenyu muna Kristu.

Viz kapitola kopírovat




ƲaKorose 2:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy