ƲaKorose 2:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 makavigwa pamwe chete mukubhabhatidzwa uye mukamutswa pamwe chete naye nokutenda kwenyu musimba raMwari, akamumutsa kubva kuvakafa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 makaʋigwa pamŋe cete naye pakubapatidzwa, pamakamutswa ʋo pamŋe cete naye nokutenda kwenyu simba raMŋari wakamumutsa kuʋakafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 makavigwa pamwechete naye pakubhabhatidzwa, pamakamutswawo pamwechete naye nokutenda kwenyu simba raMwari akamumutsa kuvakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Makavigwa pamwechete naye mukuombekwa, imomo makamuka naye pamusana pechitendero chenyu mukushanda kunoita Mwari akamumutsa kuvafi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Makavigwa pamwechete naye mukuombekwa, imomo makamuka naye pamusana pechitendero chenyu mukushanda kunoita Mwari akamumutsa kuvafi. Viz kapitola |