ƲaKorose 1:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nokuti akatinunura kubva pasimba rerima akatiuyisa kuumambo hwoMwanakomana waanoda, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 ʋakatisunuŋgura pasimba rerima, ʋakatiisa muʋushe bgoMŋanakomana woruɗo rwaʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 vakatisunungura pasimba rerima, vakatiisa muushe hwoMwanakomana worudo rwavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vakatinunura kuumambo hwerima vakatiendesa muumambo hwomwanakomana wavo wapamwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vakatinunura kuumambo hwerima vakatiendesa muumambo hwomwanakomana wavo wapamwoyo. Viz kapitola |