Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 9:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Asi muprista mukuru oga ndiye aipinda mukamuri yomukati, kamwe chete pagore, uye asingatongopindi asina ropa, raaizvibayira iye pachake nezvivi zvavanhu zvavakanga vaita mukusaziva.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 asi muneyecipiri muprista mukuru waipinda ari oga, kamŋe cete negore, asiŋgapindi asineropa, raaiɀiɓayirira iye neɀiʋi ɀaʋanhu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 asi muneyechipiri mupristi mukuru aipinda ari oga, kamwechete pagore, asingapindi asina ropa, raaizvibayirira iye nezvivi zvavanhu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 munopindwa nomupristi mukuru chete, kamwechete pagore. Kuti apindemo anofanira kuti atakure ropa raanopirira zvikanganiso zvake nezvavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 munopindwa nomupristi mukuru chete, kamwechete pagore. Kuti apindemo anofanira kuti atakure ropa raanopirira zvikanganiso zvake nezvavanhu.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 9:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy