Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 9:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Pamusoro peareka pakanga paina makerubhi okubwinya, aidzikatidza chifunhiro chengoni. Asi hatingatauri nezvezvinhu zvose izvi zvizere iye zvino.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 pamsoro payo pakaŋga panamakerubi okubginya, akadzikatidza cifunhiro ceŋgoni; hatigoni kurondedzera iɀoɀo ticiita cimŋe‐cimŋe ɀino.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 pamusoro payo pakanga panamakerubhi okubwinya, akadzikatidza chifunhiro chengoni; hatigoni kurondedzera izvozvo tichiita chimwechimwe zvino.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Pamusoro pebhokisi rechitenderano paiva namakerubhu embiri akanga akahwamira hwidibiro yebhokisi rechitenderano. Panguva ino iyi hapasiripo patingagone kutaura pamusoro pezvizvi tichinyatsotsetsenura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Pamusoro pebhokisi rechitenderano paiva namakerubhu embiri akanga akahwamira hwidibiro yebhokisi rechitenderano. Panguva ino iyi hapasiripo patingagone kutaura pamusoro pezvizvi tichinyatsotsetsenura.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 9:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy