ƲaHeberu 9:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 saizvozvowo Kristu akabayirwa kamwe chete kuti atakure zvivi zvavanhu vazhinji; uye achazoonekwa kechipiri, asingatakuri zvivi, asi kuti auyise ruponeso kuna avo vakamumirira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 saiɀoɀo Kristu ʋo, ɀaakaitwa ciɓayiro kamŋe cete, kuti atakure ɀiʋi ɀaʋanhu ʋazhinji, ucazoʋonekwa rwecipiri, asiŋgatakuri ɀiʋi, naiʋo ʋanomutarira kuti aʋaponese. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 saizvozvo Kristuwo, zvaakaitwa chibayiro kamwechete, kuti atakure zvivi zvavanhu vazhinji, achazoonekwa rwechipiri, asingatakuri zvivi, naivo vanomutarira kuti avaponese. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ndozvimwechetezvo naKristu akaitwa chibayiro kamwechete kuti atakure zvitadzo zvavazhinji. Achazouyazve kechipiri. Apa anenge asisinei nezvechitadzo asi kuzoponesa avo vakamumirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Ndozvimwechetezvo naKristu akaitwa chibayiro kamwechete kuti atakure zvitadzo zvavazhinji. Achazouyazve kechipiri. Apa anenge asisinei nezvechitadzo asi kuzoponesa avo vakamumirira. Viz kapitola |