ƲaHeberu 9:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Nokuti kana iri nhaka yakanyorwa, panofanira kuvapowo nechokwadi chorufu rwaiye akaiita, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nokuti apo panetestamente, panofanira kuʋa’po ʋo rufu rwaiye wakaiita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Nokuti apo pane chido chenhaka, panofanira kuvapowo rufu rwaiye wakachiita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kana pane zvakanyorwawo nomufi zvenhaka, panotofanira kuzivikanwa kuti akanyora zvenhaka akafa here kana kuti kwete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kana pane zvakanyorwawo nomufi zvenhaka, panotofanira kuzivikanwa kuti akanyora zvenhaka akafa here kana kuti kwete. Viz kapitola |