Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 8:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Iyi ndiyo sungano yandichaita neimba yaIsraeri, mushure menguva iyoyo, ndizvo zvinotaura Ishe. Ndichaisa mirayiro yangu mundangariro dzavo, uye ndichainyora pamwoyo yavo. Ndichava Mwari wavo, uye vachava vanhu vangu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Nokuti ndiyo suŋgano yandicaita neimba yaIsraeri Kana mazuʋa iwayo apfuʋura, ndiɀo ɀinotaura Ishe; Ndicaisa mirairo yaŋgu pakufuŋga kwaʋo, Napamŋoyo yaʋo ndicainyora, Ndicaʋa Mŋari waʋo, Iʋo ʋacaʋa ʋanhu ʋaŋgu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Nokuti ndiyo sungano yandichaita nemhuri yaIsiraeri Kana mazuva iwayo apfuura, ndizvo zvinotaura Ishe; Ndichaisa mirayiro yangu pakufunga kwavo, Napamwoyo yavo ndichainyora, Ndichava Mwari wavo, Ivo vachava vanhu vangu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Ichi ndicho chitenderano chandichaita neveimba yokwaIsiraeri mushure mamazuva iwayo ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ndichaisa mitemo yangu mupfungwa dzavo ndigoinyora mumwoyo mavo, ini ndichava Mwari wavo, ivowo vachava vanhu vangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Ichi ndicho chitenderano chandichaita neveimba yokwaIsiraeri mushure mamazuva iwayo ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ndichaisa mitemo yangu mupfungwa dzavo ndigoinyora mumwoyo mavo, ini ndichava Mwari wavo, ivowo vachava vanhu vangu.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 8:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy