ƲaHeberu 7:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mumwe angati Revhi, anotora chegumi, akapawo chegumi kubudikidza naAbhurahama, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino tiŋgati, naRevi, unopiwa ɀegumi, iye ʋo wakapa ɀegumi munaAbrahama; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino tingati, naRevhi anopiwa zvegumi, iyewo akapa zvegumi naAbhurahamu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvichida mumwe angatoti iye Revhi pachake, anopiwa zvegumi, akabvisa chegumi pakabvisa Abhurahamu chegumi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvichida mumwe angatoti iye Revhi pachake, anopiwa zvegumi, akabvisa chegumi pakabvisa Abhurahamu chegumi, Viz kapitola |