Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 7:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Murume uyu, kunyange zvakadaro, akanga asina rudzi runobva pazvizvarwa zvaRevhi, asi akatora chegumi kubva kuna Abhurahama uye akaropafadza iye akanga ane zvipikirwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 asi uyu, usinakuraʋirwa rudzi rwake kwaʋari, wakapiwa ɀegumi naAbrahama, akamuropafadza iye wakaŋga aneɀipikirwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 asi uyu, asina kuravirwa rudzi rwake kwavari, akapiwa zvegumi naAbhurahamu, akamuropafadza iye akanga ane zvipikirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Asi munhu uyu asiri wedzinza iri akapiwa chegumi naAbhurahamu, iye akakomborera Abhurahamu, wakareyo aive nezvivimbiso.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Asi munhu uyu asiri wedzinza iri akapiwa chegumi naAbhurahamu, iye akakomborera Abhurahamu, wakareyo aive nezvivimbiso.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 7:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy