ƲaHeberu 7:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Asina baba kana mai, asina madzitateguru, asina mavambo amazuva kana magumo oupenyu, soMwanakomana waMwari anoramba ari muprista nokusingaperi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 asinaɓaɓa, asinamai, asinamadzisekuru, asina‐kutaŋga kwamazuʋa, kana kuguma kwoʋupenyu, asi wakafananidzwa noMŋanakomana waMŋari, unogara ari muprista nokusiŋgaperi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 asina baba, asina mai, asina madzisekuru, asina kutanga kwamadzisekuru, asina kutanga kwamazuva, kana kuguma kwoupenyu, asi akafananidzwa noMwanakomana waMwari, anogara ari mupristi nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Haana baba; haana amai; haana dzinza; mazuva ake haana mavambo; upenyu hwake hauna mugumo; asi wakafanana noMwanakomana waMwari anoramba ari mupristi nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Haana baba; haana amai; haana dzinza; mazuva ake haana mavambo; upenyu hwake hauna mugumo; asi wakafanana noMwanakomana waMwari anoramba ari mupristi nokusingaperi. Viz kapitola |