Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 7:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Zvino kwakava navazhinji vavaprista, nokuti rufu rwakavatadzisa kupfuurira mberi paushumiri;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Iʋo ʋaiʋa ʋaprista ʋazhinji, nokuti ʋakadziʋiswa norufu kugara nokusiŋgaperi;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Ivo vaiva vapristi vazhinji, nokuti vakadziviswa norufu kugara nokusingaperi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Vapristi vokutanga vaive vazhinji nokuti vaitadziswa norufu kuti vaenderere mberi nebasa ravo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Vapristi vokutanga vaive vazhinji nokuti vaitadziswa norufu kuti vaenderere mberi nebasa ravo.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 7:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy