Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 6:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Nyika inonwa mvura inonaya nguva nenguva pamusoro payo uye inobereka zvirimwa zvinobatsira avo vanoirima, ndiyo inoropafadzwa naMwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Nokuti nyika iyo, inoti kana yanwa mvura inosinaya pamsoro payo kazhinji, ikaɓereka miriʋo yakafanira ʋo aʋo ʋainorimirwa, ndiyo inoropafadzwa naMŋari;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Nokuti nyika iyo, inoti kana yanwa mvura inosinaya pamusoro payo kazhinji, ikabereka miriwo yakafanirawo avo vainorimirwa, ndiyo inoropafadzwa naMwari;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Zvinodaro nokuti ivhu rinonwa mvura inowanzorinaya richizobereka zvirimwa zvinobatsira vazvakarimirwa, rinokomborerwa naMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Zvinodaro nokuti ivhu rinonwa mvura inowanzorinaya richizobereka zvirimwa zvinobatsira vazvakarimirwa, rinokomborerwa naMwari.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 6:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy