ƲaHeberu 5:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Kunyange zvake akanga ari mwanakomana, akadzidza kuteerera kubva pakutambudzika kwake Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 kunyaŋge aiʋa Mŋanakomana, wakadzidza kuterera neɀaakatambudzika; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 kunyange aiva Mwanakomana, akadzidza kuteerera nezvaakatambudzika; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kunyange akanga ari Mwanakomana, nokutambudzika kwaakaita, akadzidza kuti chinonzi kuteerera chii. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kunyange akanga ari Mwanakomana, nokutambudzika kwaakaita, akadzidza kuti chinonzi kuteerera chii. Viz kapitola |