Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 5:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Pamazuva oupenyu hwaJesu panyika, akauya kuna iye akanga achigona kumurwira parufu neminyengetero nemikumbiro, achichema nokuchema kukuru nemisodzi, uye akanzwika nokuda kwokutya kwake Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Iye, pamazuʋa enyama yake, wakaʋuya kunaiye wakaŋga acigona kumurwira parufu, neminyeŋgetero nemikumbiro, acicema nokucema kukuru nemisodzi, akanzwika nokuɗa kwokutya kwake Mŋari;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Iye, pamazuva enyama yake, akauya kuna iye akanga achigona kumurwira parufu, neminyengetero nemikumbiro, achichema nokuchema kukuru nemisodzi, akanzwika nokuda kwokutya kwake Mwari;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Pamazuva ake paakanga achinomuviri wake, Jesu akanamata nokuteterera achichema kwazvo nezwi guru aine misodzi padama kuna iye aigona kumununura kurufu. Chichemo chake chakanzwika, nokuti aive ari anotya Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Pamazuva ake paakanga achinomuviri wake, Jesu akanamata nokuteterera achichema kwazvo nezwi guru aine misodzi padama kuna iye aigona kumununura kurufu. Chichemo chake chakanzwika, nokuti aive ari anotya Mwari.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 5:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy