ƲaHeberu 5:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Hapana munhu anozvipa kukudzwa uku; anofanira kudanwa naMwari, sezvakaitwa Aroni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Hakunomunhu uŋgaɀitorera ɓasa iri rinokudzwa, asi kana aciɗanwa naMŋari saiye Aroni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Hakuna munhu angazvitorera basa iri rinokudzwa, asi kana achidanwa naMwari saiye Aroni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Hakuna munhu anoita zvokuzvipa hukuru ihohu iye pachake, asi kuti anotodaidzwa naMwari sezvakaitwa Aroni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Hakuna munhu anoita zvokuzvipa hukuru ihohu iye pachake, asi kuti anotodaidzwa naMwari sezvakaitwa Aroni. Viz kapitola |