ƲaHeberu 4:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ichokwadi kuti vamwe vachapinda muzororo iroro, uye vaya vakatanga kuparidzirwa vhangeri kare havana kupinda, nokuda kwokusateerera kwavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Naiɀoɀo, shoko ɀarici’po kuti ʋamŋe ʋacapinda pariri, ʋuye kuti aʋo ʋakaparidzirwa Evaŋgeri kare haʋana‐kupinda nokusaterera kwaʋo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Naizvozvo, shoko zvarichipo kuti vamwe vachapinda pariri, uye kuti avo vakaparidzirwa Vhangeri kare havana kupinda nokusateerera kwavo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Naizvozvo pamusana pokuti pane vamwe vachiri kukwanisa kupindamo, pagoti vaya vakaparidzirwa Shoko vasina kupinda nemhaka yokusateerera, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Naizvozvo pamusana pokuti pane vamwe vachiri kukwanisa kupindamo, pagoti vaya vakaparidzirwa Shoko vasina kupinda nemhaka yokusateerera, Viz kapitola |