ƲaHeberu 4:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Nokuti hatina muprista mukuru asingagoni kutinzwira tsitsi pautera hwedu, asi tinaye akaedzwa pazvinhu zvose, sesu, asi asina chivi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nokuti hatinomuprista mukuru usiŋgagoni kutinzwira tsitsi paʋutera bgeɗu, asi wakaidzwa paɀinhu ɀose sesu, asineɀiʋi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Nokuti hatina mupristi mukuru asingagoni kutinzwira tsitsi pautera hwedu, asi akaedzwa pazvinhu zvose sesu, asina zvivi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Nokuti hatina mupristi mukuru asingakwanisi kutinzwira tsitsi noutera hwedu. Asi mupristi akamboedzwa nenzira dzakawanda sokuedzwa kwatinoitwa asi haana kumboita chivi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Nokuti hatina mupristi mukuru asingakwanisi kutinzwira tsitsi noutera hwedu. Asi mupristi akamboedzwa nenzira dzakawanda sokuedzwa kwatinoitwa asi haana kumboita chivi. Viz kapitola |