ƲaHeberu 4:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nokuti shoko raMwari ibenyu uye rine simba. Rinopinza kukunda munondo unocheka kumativi maviri, rinobaya kunyange kusvikira panoparadzana mwoyo nomweya, namafundo nomongo; rinotonga mifungo nendangariro dzomwoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nokuti shoko raMŋari iɓenyu, rinesimba, rinopinza kukunda munondo unoceka kumatiʋi maʋiri, rinoɓaya kuȿikira panoparadzana mŋoyo nomŋeya, namafundo nomŋoŋgo; rinotoŋga mifuŋgo nendaŋgariro dzomŋoyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Nokuti shoko raMwari ibenyu, rine simba, rinopinza kukunda munondo unocheka kumativi maviri, rinobaya kusvikira panoparadzana mwoyo nomweya, namafundo nomongo; rinotonga mifungo nendangariro dzomwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Shoko raMwari ibenyu uye rine simba, rinopinza kupinda bakatwa ripi neripi zvaro romuchekakose. Rinobaya zvokupinda mukati–kati chaimo richisvika pakarundana munhu nemweya wake: richisvikawo pakasangana nhengo nomwongo. Rinopatsanurawo pfungwa nezvinovavarirwa nemwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Shoko raMwari ibenyu uye rine simba, rinopinza kupinda bakatwa ripi neripi zvaro romuchekakose. Rinobaya zvokupinda mukati–kati chaimo richisvika pakarundana munhu nemweya wake: richisvikawo pakasangana nhengo nomwongo. Rinopatsanurawo pfungwa nezvinovavarirwa nemwoyo. Viz kapitola |