Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 3:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 mandakaedzwa namadzibaba enyu uye kwamakore makumi mana vakaona zvandakaita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Pandakaidzwa namadziɓaɓa enyu, ʋacindinetsa, Ʋakaʋona maɓasa aŋgu makore anamakumi manna.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Pandakaedzwa namadzibaba enyu vachindinetsa, Vakaona mabasa angu makore ana makumi mana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 madzibaba enyu pavakandiedza, asi ivo vakaona mabasa angu kwamakore makumi mana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 madzibaba enyu pavakandiedza, asi ivo vakaona mabasa angu kwamakore makumi mana.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 3:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy