ƲaHeberu 3:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Jesu akaonekwa kuti akafanira kukudzwa kupfuura Mozisi, somuvaki weimba anokudzwa kupfuura imba yacho. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti uyu wakanzi wakafanira kukudzwa kupfuʋura Mosesi, muʋaki weimba seɀaanokudzwa kupfuʋura imba; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti uyu akanzi akafanira kukudzwa kupfuura Mosesi, muvaki weimba wezvaanokudzwa kupfuura imba; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Asi Jesu akakodzera kukudzwa kupinda Mosesi sezvinoitwa muvaki wemba; anokudzwa kupinda imba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Asi Jesu akakodzera kukudzwa kupinda Mosesi sezvinoitwa muvaki wemba; anokudzwa kupinda imba. Viz kapitola |