ƲaHeberu 3:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Sezvazvakataurwa zvichinzi: “Nhasi, kana muchinzwa inzwi rake, musaomesa mwoyo yenyu sezvamakaita panguva dzokumukira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 ɀicinzi: Nhasi, kana mucinzwa inzwi rake, Musawomesa mŋoyo yenyu, sapaŋguʋa yokutsamŋisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 zvichinzi, “Nhasi, kana muchinzwa izwi rake, Musaomesa mwoyo yenyu, sapanguva yokutsamwisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvazvinonzi: “Nhasi kana monzwa izwi rake musazoomesa mwoyo yenyu sapachimurenga paya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvazvinonzi: “Nhasi kana monzwa izwi rake musazoomesa mwoyo yenyu sapachimurenga paya.” Viz kapitola |