Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 2:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Asi mumwe akapupura kwazvo pane imwe nzvimbo achiti: “Ko, munhu chii zvamunomufunga, kana mwanakomana womunhu zvamune hanya naye?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Asi mumŋe wakapupura kwaɀo paneimŋe nɀimbo, aciti: Ko munhu cinyiko, ɀamunomufuŋga? Kana mŋanakomana womunhu, ɀamunomushanyira?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Asi mumwe akapupura kwazvo paneimwe nzvimbo, achiti, “Ko munhu chinyiko, zvamunomufunga? Kana Mwanakomana womunhu, zvamunomushanyira?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Zvakapupurirwawo kumwe zvichinzi, “Iye munhu chiikowo zvake wamunorangarira? “Iye munhuwo zvake wamunochengeta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Zvakapupurirwawo kumwe zvichinzi, “Iye munhu chiikowo zvake wamunorangarira? “Iye munhuwo zvake wamunochengeta.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 2:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy