ƲaHeberu 13:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Musatorwa nedzidziso dzimwe dzose dzose dzisingazivikanwi. Zvakanaka kuti mwoyo yedu isimbiswe nenyasha, kwete nezvokudya zvemitambo, zvisina kubatsira vaya vakazvidya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Musatorwa nedzidziso dzimŋe dzisiŋgazikanwi; nokuti ɀakanaka kuti mŋoyo usimbiswe nenyasha; urege kusimbiswa neɀokudya ɀisinakuɓatsira ʋakafamba maɀiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Musatorwa nedzidziso dzimwe dzisingazikanwi; nokuti zvakanaka kuti mwoyo usimbiswe nenyasha; urege kusimbiswa nezvokudya zvisina kubatsira vakafamba mazviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Chinhu chakanaka kusimbiswa mwoyo nenyasha kwete nemitemo yezvokudya isina kumbobatsira vanoichengeta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Chinhu chakanaka kusimbiswa mwoyo nenyasha kwete nemitemo yezvokudya isina kumbobatsira vanoichengeta. Viz kapitola |