Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 11:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Uye pasina kutenda hazvibviri kufadza Mwari, nokuti ani naani anouya kwaari anofanira kutenda kuti ariko uye kuti anopa vanomutsvaka nomwoyo wose mubayiro wavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Kana kusina‐kutenda haɀibviri kumufadza; nokuti unoʋuya kunaMŋari, unofanira kutenda kuti iye uri’po, ʋuye kuti unopa ʋanomutȿaka muɓairo waʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Kana kusina kutenda hazvibviri kumufadza; nokuti anouya kuna Mwari, anofanira kutenda kuti iye aripo, uye kuti anopa vanomutsvaka mubayiro wavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Pasina chitendero hazvikwanisiki kumufadza nokuti munhu wose anouya anofanira kudavira kuti Mwari ariko uye kuti Mwari anopa mubayiro kune anomutsvaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Pasina chitendero hazvikwanisiki kumufadza nokuti munhu wose anouya anofanira kudavira kuti Mwari ariko uye kuti Mwari anopa mubayiro kune anomutsvaka.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 11:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy