ƲaHeberu 11:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Nokuti izvi ndizvo zvakaita kuti vanhu vekare vapupurirwe zvakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti naiko ʋanhu ʋakare ʋakapupurirwa ɀakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Nokuti naiko vanhu vakare vakapupurirwa zvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Nokuti nechitendero vanhu vakare vakanzi naMwari vanhu kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Nokuti nechitendero vanhu vakare vakanzi naMwari vanhu kwavo. Viz kapitola |