ƲaFiripi 3:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Chenjererai imbwa dziya, vanhu vanoita zvakaipa, vaya vanoremadza nyama nokucheka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ityai imbga, ityai ʋaɓati ʋakaipa, ityai ʋokuceka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Ityai imbwa, ityai vabati vakaipa, ityai vokucheka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Chenjererai imbwa dzavanhu dziya, chenjererai vanhu avo vanoita zvakaipa. Chenjererai vanhu ivavo vanodzingisa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Chenjererai imbwa dzavanhu dziya, chenjererai vanhu avo vanoita zvakaipa. Chenjererai vanhu ivavo vanodzingisa Viz kapitola |