ƲaFiripi 2:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Uye akati awanikwa ane chimiro chomunhu, akazvininipisa uye akateerera kusvikira pakufa, kunyange rufu pamuchinjikwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 akati awanikwa nomufananidzo womunhu, akaɀininipisa, akaterera kuȿikira parufu, irwo rufu rwomucinjikwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 akati awanikwa nomufananidzo womunhu, akazvininipisa, akateerera kusvikira parufu, irwo rufu rwomuchinjikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ava munhu kudaro akazvidukupisa akateerera kudzamara pakufa, rufu rwomuchinjikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ava munhu kudaro akazvidukupisa akateerera kudzamara pakufa, rufu rwomuchinjikwa. Viz kapitola |