ƲaFiripi 2:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Mugamuchirei muna She nomufaro mukuru, uye mukudze munhu akaita saiyeye, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Naiɀoɀo mumugamucirei munaShe nomufaro wose, ʋuye mukudze ʋakaɗai; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Naizvozvo mumugamuchire muna Ishe nomufaro wose, uye mukudze vakadai; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Nezvo mugamuchirei nomufaro muna Tenzi. Remekedzai vanhu vakadai Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Nezvo mugamuchirei nomufaro muna Tenzi. Remekedzai vanhu vakadai Viz kapitola |