Online Bible

- Reklamy -




ƲaFiripi 2:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Zvechokwadi akanga achirwara, uye akapotsa afa. Asi Mwari akava nengoni naye, uye kwete kwaari oga asi kwandiriwo, kuti ndirege kuva nokusuwa pamusoro pokusuwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Nokuti wakaŋga acirwara kwaɀo, ari pakufa; asi Mŋari wakamunzwira tsitsi; asati ari iye ɓedzi, asi neni ʋo, kuti ini ndirege kuwedzerwa nhamo pamsoro penhamo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Nokuti akanga achirwara kwazvo, ari pakufa; asi Mwari wakamunzwira tsitsi; asati ari iye bedzi, asi neniwo, kuti ini ndirege kuwedzerwa nhamo pamusoro penhamo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Ichokwadiwo kuti airwara, zvokutoda kufa asi Mwari akamuitira tsitsi, kwete iye chete asi kana iniwo kuti ndirege kuva nenhamo pamusoro peimwe nhamo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Ichokwadiwo kuti airwara, zvokutoda kufa asi Mwari akamuitira tsitsi, kwete iye chete asi kana iniwo kuti ndirege kuva nenhamo pamusoro peimwe nhamo.

Viz kapitola kopírovat




ƲaFiripi 2:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy