ƲaFiripi 2:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Naizvozvo, ndine tariro yokuti ndimutume nokukurumidza kana ndaona kuti zvinhu zvinondifambira sei. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino ndiye wandinoti ndicatuma kwamuri pakarepo, kana ndaʋona kuti ɀaŋgu ɀakaɗini; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino ndiye wandinoti ndichatuma kwamuri pakarepo, kana ndaona kuti zvangu zvakadini; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Naizvozvo ndinotarisira kumutumira kana ndangoona kuti zviri kundifambira sei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Naizvozvo ndinotarisira kumutumira kana ndangoona kuti zviri kundifambira sei. Viz kapitola |