Online Bible

- Reklamy -




ƲaFiripi 2:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 nokuti ndiMwari anoshanda mukati menyu kuti mude uye muite maererano nokuda kwake kwakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 nokuti ndiye Mŋari unoita mukati menyu kuɗa nokuita nokuɗa kwake kwakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 nokuti ndiye Mwari anoita mukati menyu kuda nokuita nokuda kwake kwakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 nokuti Mwari anoshanda mamuri kuti mude uye kuti mumushandire zvaanoda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 nokuti Mwari anoshanda mamuri kuti mude uye kuti mumushandire zvaanoda.

Viz kapitola kopírovat




ƲaFiripi 2:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy