ƲaEfeso 6:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Tikikasi, hama inodikanwa nomuranda akatendeka muna She, achakuudzai zvinhu zvose, kuitira kuti nemiwo muzive zvandiri nezvandinoita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino kuti muziʋe ʋo ɀaŋgu, kuti ndakaɗiniko, Tikiko, hama inoɗikanwa, nomushumiri wakatendeka munaShe, ucakuziʋisai ɀose; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino kuti muzivewo zvangu, kuti ndakadiniko, Tikiko, hama inodikanwa, nomushumiri akatendeka muna Ishe, uchakuzivisai zvose; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvino kuti imi muzivewo kuti ndakadii uye kuti ndiri kuitei, Tikikusi achakutaurirai zvose. Iye ihama yedu yapamwoyo uye mushandi wedu akatendeka muna Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Zvino kuti imi muzivewo kuti ndakadii uye kuti ndiri kuitei, Tikikusi achakutaurirai zvose. Iye ihama yedu yapamwoyo uye mushandi wedu akatendeka muna Tenzi. Viz kapitola |