ƲaEfeso 6:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Shongai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMwari kuti mugogona kumira muchirwa namano adhiabhori. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Shoŋgai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMŋari, mugone kumira mucirwa namano aDiaborosi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Shongai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMwari, mugone kumira muchirwa namano aDhiabhori. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pfekai zvose zvokurwisa nazvo zvaMwari kuti mukwanise kumirisana namazano akaipa aDhiabhori Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pfekai zvose zvokurwisa nazvo zvaMwari kuti mukwanise kumirisana namazano akaipa aDhiabhori Viz kapitola |