ƲaEfeso 5:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nokuti kare maiva rima, asi zvino mava chiedza muna She. Garai savana vechiedza Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 nokuti kare maiʋa rima, asi ɀino muri ciedza munaShe; fambai saʋana ʋeciedza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 nokuti kare maiva rima, asi zvino muri chiedza muna Ishe; fambai savana vechiedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 nokuti maimbova verima asi muna Tenzi mava vechiedza. Naizvozvo fambai savana vechiedza. ( Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 nokuti maimbova verima asi muna Tenzi mava vechiedza. Naizvozvo fambai savana vechiedza. ( Viz kapitola |