ƲaEfeso 5:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 uye kuti ayiuyise kwaari sekereke inobwinya, isina gwapa kana kuunyana kana chipi zvacho chainopomerwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 kuti aɀiisire pamberi pake kereke, inobginya, isinegwapa, kana kuwonyana, kana cinhu cakaɗai; asi iʋe tȿene, isinemhosa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 kuti azviisire pamberi pake sangano, rinobwinya, risina gwapa, kana kuonyana, kana chinhu chakadai; asi rive dzvene, risina mhosva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 kuti aritsvitse kwaari rakanaka kwazvo risina kana kavara kana pakaunyana kana chimwe chakadaro kuti rive dzvene risina chinoshoreka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 kuti aritsvitse kwaari rakanaka kwazvo risina kana kavara kana pakaunyana kana chimwe chakadaro kuti rive dzvene risina chinoshoreka. Viz kapitola |