Online Bible

- Reklamy -




ƲaEfeso 5:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 muchivonga Mwari Baba pazvinhu zvose, muzita raIshe wedu Jesu Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 muciʋoŋga Mŋari, Ƃaɓa, ŋguʋa dzose pamsoro peɀinhu ɀose, muzita raShe weɗu, Jesu Kristu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 muchivonga Mwari, Baba, nguva dzose pamusoro pezvinhu zvose, muzita raIshe wedu, Jesu Kristu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 muchitenda Mwari Baba muzita raTenzi wedu Jesu Kristu nguva dzose uye muna zvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 muchitenda Mwari Baba muzita raTenzi wedu Jesu Kristu nguva dzose uye muna zvose.

Viz kapitola kopírovat




ƲaEfeso 5:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy