ƲaEfeso 5:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 muchishandisa mikana yose, nokuti mazuva akaipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 muŋgwarire ŋguʋa yenyu, nokuti mazuʋa akaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 mungwarire nguva yenyu, nokuti mazuva akaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Nyatsoshandisai nguva yenyu nokuti kwaipa mazuva ano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Nyatsoshandisai nguva yenyu nokuti kwaipa mazuva ano. Viz kapitola |