ƲaEfeso 5:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Zvino, muchenjere kuti munorarama sei, kwete savasina kuchenjera asi savakachenjera, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Naiɀoɀo cenjerai kwaɀo pakufamba kwenyu, kuti murege kufamba saʋasinakucenjera asi saʋakacenjera; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Naizvozvo chenjerai kwazvo pakufamba kwenyu, kuti murege kufamba savasina kuchenjera asi savakachenjera; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Naizvozvo fambai makachenjera kwete savanhu vasina kungwara asi savanhu vakangwara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Naizvozvo fambai makachenjera kwete savanhu vasina kungwara asi savanhu vakangwara. Viz kapitola |