ƲaEfeso 4:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “Mukutsamwa kwenyu, musatadza.” Musarega zuva richivira muchakangotsamwa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Tsamŋai, musiŋgatadzi; zuʋa ŋgarirege kuʋira mucakatsamŋa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Tsamwai, musingatadzi; zuva ngarirege kuvira muchakatsamwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Kushatirwa mungashatirwe zvenyu asi musapare chitadzo. Musavidze zuva makashatirwa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Kushatirwa mungashatirwe zvenyu asi musapare chitadzo. Musavidze zuva makashatirwa Viz kapitola |