Online Bible

- Reklamy -




ƲaEfeso 4:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Zvirokwazvo makanzwa nezvake uye makadzidziswa maari maererano nechokwadi chiri muna Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 kana ari iye hake wamakanzwa, nokudzidziswa maari, seiri ɀokwaɗi munaJesu:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 kana ari iye hake wamakanzwa, nokudzidziswa maari, seiri chokwadi muna Jesu:

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Makanzwaka imi nezvake mukadzidziswa maaari chokwadi sezvachiri muna Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Makanzwaka imi nezvake mukadzidziswa maaari chokwadi sezvachiri muna Jesu.

Viz kapitola kopírovat




ƲaEfeso 4:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy