ƲaEfeso 4:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Vasisina hanya, vakasvika kuutera kuitira kuti vagoita mabasa ose etsvina, nokuchiva zvakawanda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 ʋakaɀipa ʋasinehanya kuʋutere, kuti ʋaɓate maɓasa ose etȿina nokuciʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 vakazvipa vasina hanya kuutere, kuti vabate mabasa ose etsvina nookuchiva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Havasisina nyadzi; kana kuzvibata uye vanamakaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Havasisina nyadzi; kana kuzvibata uye vanamakaro. Viz kapitola |