ƲaEfeso 4:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vakasvibiswa mukunzwisisa kwavo uye vakaparadzaniswa noupenyu hwaMwari nokuda kwokusaziva kuri mavari nokuda kwoukukutu hwemwoyo yavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 ʋakaȿiɓirwa pakunzwisisa kwaʋo, ʋari ʋatorwa paʋupenyu bgaMŋari nokuɗa kwokusaziʋa kuri mukati maʋo, nokuɗa kwoʋukukutu bgomŋoyo yaʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 vakasvibirwa pakunzwisisa kwavo, vari vatorwa paupenyu hwaMwari nokuda kwokusaziva kuri mukati mavo nokuda kwoukukutu hwomwoyo yavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Pfungwa dzavo dziri murima. Vakaparadzaniswa noupenyu hwaMwari pamusana pokushaya ruzivo kuri mavari nokuda kokuomarara kwavo komwoyo yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Pfungwa dzavo dziri murima. Vakaparadzaniswa noupenyu hwaMwari pamusana pokushaya ruzivo kuri mavari nokuda kokuomarara kwavo komwoyo yavo. Viz kapitola |