ƲaEfeso 3:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvirokwazvo makanzwa zvokugoverwa kwenyasha dzaMwari dzakapiwa kwandiri nokuda kwenyu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 kana makanzwa henyu kugoʋerwa kwenyasha dzaMŋari dzandakapiwa pamsoro penyu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 kana makanzwa henyu kugoverwa kwenyasha dzaMwari dzandakapiwa pamusoro penyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndinofunga kuti makanzwa zvebasa renyasha dzaMwari routariri randakapirwa imi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndinofunga kuti makanzwa zvebasa renyasha dzaMwari routariri randakapirwa imi, Viz kapitola |