ƲaEfeso 1:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ndinonyengeterawo kuti meso emwoyo wenyu avhenekerwe kuitira kuti mugoziva pfuma yenhaka yake yokubwinya muvatsvene, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 mavenekerwa meso omŋoyo wenyu, kuti muziʋe kuti kuɗana kwake kunetariro yei, nefuma yokubginya kwenhaka yake pakati paʋatȿene, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 mavhenekerwa meso omwoyo wenyu, kuti muzive kuti kudana kwake kune tariro yei, nepfuma yokubwinya kwenhaka yake pakati pavatsvene, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 uye kuti mwoyo yenyu ivhenekerwe kuti muzive chitarisiro chaakakudanirai uye upfumi hwenhaka yake inomukurumbira inowanikwa navatsvene Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 uye kuti mwoyo yenyu ivhenekerwe kuti muzive chitarisiro chaakakudanirai uye upfumi hwenhaka yake inomukurumbira inowanikwa navatsvene Viz kapitola |