Online Bible

- Reklamy -




Rute 4:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ipapo Bhoazi akati, “Pazuva raunotenga munda uyu kubva kuna Naomi naRute muMoabhu, unotorawo chirikadzi yomushakabvu, kuitira kuti mumutse zita romufi nenhaka yake.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino Boazi akati: Zuʋa iro raunoteŋga munda uyo kunaNaome, unofanira kuuteŋga ʋo kunaRute muMoabi, mukadzi wowakafa, kuti umutse zita rowakafa panhaka yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino Bhoazi akati, “Zuva iro raunotenga munda uyo kuna Naomi, unofanira kuutengawo kuna Rute muMoabhu, mukadzi wowakafa, kuti umutse zita rowakafa panhaka yake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Bhoazi ndokuti, “Musi waunotenga munda iwoyo kuna Naomi ndiwe unenge wotogara nhaka Rute muMoabhu chirikadzi yomufi kuti umutsiridze zita romufi panhaka yake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Bhoazi ndokuti, “Musi waunotenga munda iwoyo kuna Naomi ndiwe unenge wotogara nhaka Rute muMoabhu chirikadzi yomufi kuti umutsiridze zita romufi panhaka yake.”

Viz kapitola kopírovat




Rute 4:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy