Online Bible

- Reklamy -




Rute 4:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Ipapo Naomi akatora mwana, akamuisa pamakumbo ake akamurera.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino Naome akatora mŋana, akamufuŋgatira pacifuʋa cake, akaʋa mureri wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino Naomi akatora mwana, akamufungatira pachipfuva chake, akava mureri wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Naomi akagumbatira mwana uyu pachipfuva chake ndokubva ava mureri wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Naomi akagumbatira mwana uyu pachipfuva chake ndokubva ava mureri wake.

Viz kapitola kopírovat




Rute 4:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy